Kushandiswa Muuviri Hunopikisana kweNhoroondo yeGambakadzi Nehanda muKuvaka Zimbabwe kubva kuma1960 kusvika Nhasi Uno

The Ambivalent Appropriation of the Legend of Nehanda in Nation-Building in Zimbabwe, 1960s to Present

Autores

  • Mickias MUSIYIWA University of South Africa (UNISA), University of Zimbabwe

Palavras-chave:

Nehanda, Chimurenga chePiri, Chimurenga cheTatu, Hwaro hweMaonerovobwo, Madokeroonero/Yuropuonero

Resumo

Basa reatikoro ino kumutsa zvematongerwo enyika nemweya zvine chokuita nerunganombiri rwaNehanda kutanga kumakore ekuma1960 apo hondo yekurwisa rusununguko rwenyika yeZimbabwe yakaputika munyika yaimbova Rhodesia. Yakanangana nekuratidza huchokwadi hwepfungwa inoti magamba haafi kunyangwe paine vamwe vanenge vachiedza kuasvibisa nekudzima zvimiro zvawo sezvakaitwa kugambakadzi Nehanda munguva yeupambevhu. Yakatsamirana nenyaya yehurumende yeupambevhu yekudzima gambakadzi iri kubva mukupambwa kwakaita nyika yeZimbabwe kusvika yasununguka muna1980, atikoro ino inoongorora matanho evatungamiri vekurwira rusununguko pamwe nemhomho yevanhu vose yekumutsiridza nekuraramisa kasingapere gambakadzi muhwaro rwekurwira rusununguko, kupemberera rusununguko, urongwa hwekutora ivhu uye nemunguva yeHurumende yeChipiri. Mongo wedambudziko retsvagurudzo yeatikoro ino kubvunzisisa nezvemamiriro ekuvaka kana kurongonyora uye nekutora nomazvo kana zvisizvo kwegambakadzi Nehanda uye nezvazvakakonzera munyika yeZimbabwe. Chinyorwa chino chinoshandisa nzira yetsvagurudzo ine chokuita nemafungiro evanhu, unhu hwavo nezvanosangana nazvo munhoroondo dzavo nemagariro avo. Urongwa hwetsvagurudzo hwakashandiswa hunosanganisira mibvunzo kumasangano ezvematongerwo enyika nezvitendero pamwe neveruzhinji rwevanhu. Izvi zvakaitirwa kuziva ruzivo rwavo maringe nezvaNehanda uyezve nekukosha kwake nekurudziro yake kuvanhu muZimbabwe zvekare nemaonero avanomuita. Zvinyorwa zvetsvagurudzo zvakaongororwa zvinosanganisira maraibhurari nezvepadandemutande zviri mumhando dzemaatikoro, mabhuku nemapepanhau zviri maringe negambakadzi remukurumbira iri. Ichitungamirirwa nePfungwa yeHwaro yeMaonero eVobwo iyo inokoshesa nzira dzekuziva dzevobwo  uye nemasiyanirano adzo nenzira dzekuziva dzemadokero, atikoro ino inopopota ichiti kushandiswa kwerunganombiri rwaNehanda kwaita zvikonzero zvine uviri hunopikisana muZimbabwe. Nerimwe divi mhikisano iyi inokonzera kukamurana kwevanhu mune zvematongerwo enyika nekuoma kwezvinhu mumagariro neupfumi hwawo, nerimwe divi zvekare ichiunza rufaro rwerusununguko rwenyika nekutorwa kweminda.    

******** 

This article is pre-occupied with the politico-religious resuscitation of the legend of Nehanda since the 1960s when the armed struggle for Zimbabwe’s independence broke out in then Rhodesia. It is concerned with affirming the hypothesis that legends never die despite attempts by others to demonize and suppress them as done to the legend during the colonial period. Against the backdrop of the colonial government to suppress it since the colonization of Zimbabwe to its independence in 1980, the article evaluates the deliberate efforts by both the nationalists and ordinary indigenous people to revive and immortalize the legend in the context of the liberation struggle, independence celebration, the land reclamation exercise and in the current context of the Second Republic. The core of the article’s research problem is the interrogation of the nature of the (de)construction and (mis)appropriation of the legend and the effect that has had on Zimbabwean society. Employing a qualitative research approach, the research design consists of interviews with religious and political organizations and ordinary Zimbabweans to establish their knowledge of Nehanda and its significance and influence in Zimbabwe and their attitude towards it. Written sources studied included archival, library and online material in the form of articles, books and newspapers. Informed by the Indigenous Standpoint Theory’s indigenous ways of knowing and their distinction from their western counterparts, the article argues that the appropriation of the Nehanda has had ambivalent repercussions in Zimbabwe causing political polarisation and socio-economic hardships on one hand and independence and land acquisition on the other.

Downloads

Não há dados estatísticos.

Biografia do Autor

Mickias MUSIYIWA, University of South Africa (UNISA), University of Zimbabwe

is a research fellow in the Department of African Languages at UNISA and associate professor in the Department of History Heritage & Knowledge Systems at the University of Zimbabwe. He is an interdisciplinarian with many publications in the fields of linguistics, literature, literary/cultural theory, popular music, oral literature, indigenous epistemologies, gender, maternal health and digital humanities.

Referências

Anderson B. (2006). Imagined Communities Reflections on the Origin and Spread of Nationalism, Revised Edition. Verso.

Ani, M., (1994). Yurugu: An African-Centered Critique of European Cultural Thought and Behavior. Africa World Press.

Asante, M. 1980/2003. Afrocentricity: The Theory of Social Change. Buffalo; New York: Amulefi Publishing Company.

Asante, M. K. 1998. The Afrocentric Idea. Philadelphia: Temple University Press.

Asante, M. K. 2014. Afrocentricity: Toward a New Understanding of African Thought in the World. In M. K. Asante, Y. Miike, & J. Yin (Eds.), The Global Intercultural Communication Reader (2nd ed.). New York, NY: Routledge. 101-110.

Barraclough, J. (Director). (1983). Not in a 1000 Years [Motion picture].http://www.youtube.com/watch?v=cikU1J_oIZ4

Bhebe, N. (2004). Simon Vengayi Muzenda and the Struggle for Zimbabwe. Mambo Press.

Chikoto, W. (2001). Editorial. The Herald. 11 August.

Chirere, M & Mhandu, E. (2008). Songs that Won the war of Liberation and Poems that Grapple with the War and its Aftermath. MUZIKI, Journal of Music Research in Africa, 5(2), 271-283.

Chiyangwa, L. (2002). Rambai makashinga [Song]. Shed Studio. Harare.

Coates, S.K, Trudgett, M & Page, S. 2022. Indigenous Institutional Theory: A New TheoreticalFramework and Methodological Tool. The Australian Educational Researcher, 50, 903-920.

Dei, G.J.S. (1994). Afrocentricity: A Cornerstone of Pedagogy. Anthropology & Education Quarterly, 25(1), 3-28.

Fanon, F. (1963). The Wretched of the Earth. Grove Press.

Foley, D. (2003). Indigenous epistemology and Indigenous standpoint theory. Social Alternatives, 22(1), 44–52.

Gumbo, M. (1995). Guerrilla Snuff. Baobab Books.

Guvamombe, I. (2009). Fichani Twins Resurface as Spirit Medium’s Aides. The Saturday Herald, 25 July.

Gwagwa, A. (2008). Mbuya Nehanda Legacy Lives On. The Saturday Herald, 16 August.

Karenga, M. (1986). Introduction to Black Studies. University of Sankore Press.

Karenga, M. (1988). Black Studies and the Problematic Paradigm. Journal of Black Studies, 18(4), 395-414.

Keto, T. C. (1990). The Africa Centered Perspective of History. C.A. Associates.

Lan, D. (1985). Guns and Rain: Guerrillas & Spirit Mediums in Zimbabwe. James Currey.

Manatsa, Z. (1977/2004). Musango Mune Hangaiwa [Song]. Gallo Records/ZMC/Gramma. Harare.

Manyika, E. (2005). Mbiri yechigandanga [Song]. Zimbabwe 2005. Ngaavongwe Records.Harare.

Manyika, E. (2008). VaMugabe Chete [Song/Video]. VaMugabe 2008. Zimbabwe Music Corporation. Harare.

Martin, D & Johnson, P. (1981). The Struggle for Zimbabwe: The Chimurenga War. Zimbabwe Publishing House.

Matanda, A. (2000). The spirit of Mbuya Nehanda Lives On. The Herald, 10 March.

Mbare Chimurenga Choir. (2010). Nyatsoteera [Song]. Nyatsoteera. Gramma Records.Harare.

Moore-King, B. (1988). White man, Black war. Baobab Books.

Mugabe, R. G. Inside the Third Chimurenga. Harare: Department of Information and Publicity, 2001.

Musiyiwa, M. (2013). The Narrativization of Post-2000 Zimbabwe in the Shona Popular Song Genre: An Appraisal Approach. [Doctoral thesis, University of Stellenbosch]. South Africa.

Musiyiwa, M. (1998). The Use of Oral Traditions in Solomon Mutswairo and Ngugi wa Thiongo’s Novels: A Comparative Analysis. [Masters’ thesis, University of Zimbabwe].

Musiyiwa, M. (2008). The Mobilization of Popular Music in the Promotion of National Unity in Zimbabwe. MUZIKI, Journal of Music Research in Africa 5(1), 11-29.

Mutswairo, S. (1956). Feso, Oxford University Press.

Nakata, M. (1998). Anthropological texts and Indigenous standpoints. Journal of Aboriginal Studies, 2, 3–15.

Nakata, M. (2007). Disciplining the savages, savaging the disciplines. Aboriginal Studies Press.

Ndlovu-Gatsheni, S.J & Willems, W. (2009). Making Sense of Cultural Nationalism and the Politics of Commemoration under the Third Chimurenga in Zimbabwe. Journal of Southern African Studies, 35(4), 945-965.

Pongweni, A.J.C. (1997). The Chimurenga Songs of the Zimbabwean War of Liberation. In K. Barber (Ed.), Readings in African Popular Culture (pp. 63-72). Indiana University Press.

Pongweni, A.J.C. (1982). Songs that Won the Liberation Struggle. College Press.

Ranger, T. (1985). Peasant Consciousness and Guerrilla War in Zimbabwe: A Comparative Study. Zimbabwe Publishing House.

Ranger, T. (1982). The Death of Chaminuka: Spirit Mediums, Nationalism, and the Guerrilla War in Zimbabwe. African Affairs 81(324), 349-369.

Rukuni, C. (2013). The highest office in the land is a straightjacket. Zimbabwe Insider. https://insiderzim.com/the-highest-office-in-the-land-is-a-straightjacket/

Thornycroft, P. (2002 January 5). Mayor who said Mugabe is like Jesus Given Land. Telegraph,

Tungamirai, J. (1995). Recruitment to Zanla: Building up a War Machine. In T. Ranger & N. Bhebe (Eds.), Soldiers in Zimbabwe’s Liberation War, Volume One (pp. 36-47). University of Zimbabwe Publications.

Turino, T. (2000). Nationalists, Cosmopolitans, and Popular Music in Zimbabwe. Chicago Press.

Zvayi, C. (2004). Mbuya Nehanda’s Spirit Lives On. The Herald, 9 August.

Downloads

Publicado

27-08-2026

Como Citar

MUSIYIWA, M. (2026). Kushandiswa Muuviri Hunopikisana kweNhoroondo yeGambakadzi Nehanda muKuvaka Zimbabwe kubva kuma1960 kusvika Nhasi Uno: The Ambivalent Appropriation of the Legend of Nehanda in Nation-Building in Zimbabwe, 1960s to Present. JINGA SEPÉ: evista nternacional e ulturas, Línguas fricanas rasileiras (ISSN: 2764-1244), 6(Especial III), 184–209. ecuperado de https://revistas.unilab.edu.br/njingaesape/article/view/2951