Nehanda seGambakadzi rezveChinamato neKutongwa kweNyika: Dzidzo yeSimba neKurudziro yake muZimbabwe kusvika kuma1950
Nehanda como Heroína da Religião e da Construção do Estado: A Educação de Simba e a Inspiração Dela no Zimbábue até a Década de 1950
Keywords:
Gambakadzi, Runganomukurumbira, (Ambuya) Nehanda, Chimurenga, Afrikaonero, MadokerooneroAbstract
Chinyorwa chino chinoongorora kukosha kwetsika nemagariro pamwe nematongerwo enyika maringe negambakadzi remuZimbabwe rine mukurumbira zvakanyanya, Nehanda, chakanangana nemarukirwo enhoroondo yegambakadzi iri nevauyi vechiBhiritishi pamwe nezvizvarwa zvemuZimbabwe zvine madzinza ane midzi munyika iyi, kubva mukuzvarwa kwaNehanda kusvika makore kuma1950. Richinyanyozikanwa nekudaidzwa nezita rerudo neruremekedzo rekuti Ambuya Nehanda, gambakadzi iri ndiro rine mukurumbira wakanyanya munyika yeZimbabwe. Munguva yataurwa iyi, chinyorwa chino chine chishuwo chokuongorora masimba nekurudziro yaNehanda kuvanhu. Munguva iyo nyika isati yapambwa nevarungu, chinangwa chechinyorwa chino ndechokuongorora kuti vaShona vaipa masimba ematongerwo enyika neezvitendero kuvanhukadzi vane hanzvadzi dzavo dziri muumambo. Munguva iyo Zimbabwe ichipambwa nevachena, chinyorwa chino chine vavariro yekuongorora basa rakaitwa negambakadzi iri mukukokorodza varwi vevaShona kuti varwise upambevhu hwemaBhiritishi ayo ainge auya muZimbabwe uye nemukufamba kwenguva vavariro yakashaya yehurumende yevachena yekuedza kusvibisa zita raNehanda pamwe nekushora masimba egambakadzi iri. Chinonyorwa chino chinoshandisa nzira dzetsvagurudzo dzine chokuita nemafungiro evanhu, unhu hwavo nezvanosangana nazvo munhoroondo dzemagariro avo dzinosanganisira ongororo yezvinyorwa zvemaatikoro, mabhuku nemapepanhau nezvimwe zvinowanikwa mumaakaivhi nemaraibhurari zviri maringe negambakadzi remukurumbira iri. Maringe neurongwa hwepfungwa dzinotsanangura maonero emamiriro ezvinhu, chinoshandisa pfungwa yeAfrikaonero. Maonero aya anokoshesa kushandisa mazano akadzama enhoroondo netsika dzemuAfrika muongororo ine chokuita neAfrika, naizvozvo ichidzivirira nyaya dzechinyorwa chino kusandurudzwa kwenhoroondo netsika dzemuAfrika nekuda kwemaonero ekuMadokero. Izvi zvinoita kuti tiise magamba eAfrika panzvimbo dzaanokodzera idzo dzaanopembedzwa munyika dzemadzitateguru awo. Pfungwa huru yeatikoro ino ndeyokuti gambakadzi Nehanda rinotipa gwara rekunzwisisa kwete chete mamiriro emawadzanirano evakadzi nevarume pamwe nezveutongi munyika varungu vasati vapamba nyika ino, asi zvekare mashandisirwo enzira dzekudzikisa chimiro chemagamba emuAfrika senzira yevarungu yekudzvanyirira vanhu vavakapamba.
******
Este artigo examina o significado cultural, social e político da heroína mais famosa do Zimbábue, Nehanda, concentrando-se em como a história dessa heroína foi construída tanto pelos britânicos quanto pelos zimbabuanos nativos, desde o nascimento de Nehanda até a década de 1950. Popularmente conhecida e carinhosamente chamada de Ambuya Nehanda, ela é a heroína mais célebre do Zimbábue. O artigo busca analisar o poder e a influência de Nehanda sobre a população. No que diz respeito ao período pré-colonial, o objetivo é examinar como o povo Shona conferia poder político e religioso a mulheres cujas irmãs ocupavam posições no reino. Quanto ao período colonial no Zimbábue, o artigo analisa o papel desempenhado por essa heroína na mobilização de combatentes Shona contra os britânicos que haviam chegado ao país, bem como a tentativa fracassada do governo branco de manchar a reputação de Nehanda e criticar seu poder. A metodologia empregada baseia-se na análise de pensamentos, personalidades e experiências inseridas em contextos de história social, incluindo o estudo de artigos, livros, jornais e outros materiais de arquivos e bibliotecas relacionados a essa famosa heroína. A estrutura conceitual que fundamenta a análise baseia-se na perspectiva africana. Essa abordagem enfatiza o uso de conceitos profundos da história e da cultura africanas no estudo da África, protegendo assim os temas abordados neste artigo de distorções causadas por perspectivas ocidentais. Isso nos permite situar os heróis africanos no lugar de destaque que merecem nas terras de seus ancestrais. A ideia central deste artigo é que a heroína Nehanda oferece uma referência para compreender não apenas a dinâmica das relações de gênero e da governança no mundo pré-colonial, mas também o uso de métodos desumanizadores para retratar heróis africanos como um meio de opressão utilizado pelos brancos contra os povos oprimidos.
Downloads
References
Abraham, D. P. (1962). The Early Political History of the Kingdom of Mwene-Mutapa, 850-1589. In Proceedings of the Conference on Historians in Tropical Africa: Leverhulme Inter-Collegiate History Conference, September 1960 (pp. 61-91). University College of Rhodesia and Nyasaland.
Asante, M. K. (1990). Kemet, Afrocentricity and Knowledge. Africa World Press.
Beach, D. N. (1998). An Innocent Woman Unjustly Tried? Charwe, Medium of the Nehanda Mhondoro Spirit and the 1896-7 Central Shona Rising in Zimbabwe. History in Africa, Vol. 25, 27-54.
Beach, D.N. (1986). War and Politics in Zimbabwe, 1840 – 1900. Mambo Press.
Bourdillon, M.F.C. (1976). The Shona Peoples: An Ethnography of the Contemporary Shona, with Specific Reference to their Religion. Mambo Press.
Cabral, A. (1970, February, 20). History is a Weapon: National Liberation and Culture. Eduwardo Mondlane Memorial Lecture Series. Syracuse University, New York. https://www.historyisaweapon.com/defcon1/cabralnlac.html
Chigwedere, A. S. (1980). From Mutapa to Rhodes, 1000 to 1890 A.D. Macmillan.
Chiwome, E. M. (2002). A Comparative Analysis of Solomon Mutswairo’s and
Yvonne Vera’s Handling of the Legend of Nehanda. In R. Muponde & M. Taruvinga (Eds.), Sign and Taboo: Perspectives on the Poetic Fiction of Yvonne Vera. Weaver Press.
Cobbing, J. (1977). The Absent Priesthood: Another Look at the Rhodesian Risings of 1896-1897. Journal of African History, xviii(i), 61-84.
Chronicle, (2011, December, 7). Nehanda’s tree destroyed, Chronicle,
https://www.heraldonline.co.zw/nehandas-tree-destroyed/
Davison, J. (1997). Gender, Lineage, and Ethnicity in Southern Africa. Avalon Publishing.
Fry, P. (1976). Spirits of Protest: Spirit-Mediums and the Articulation of Concensus Amongst the Zezuru of Southern Rhodesia (Zimbabwe). CambridHodge University Press.
Gumbo, M. (1995). Guerrilla Snuff. Baobab Books.
Guvamombe, I. (2009, July 25). Fichani Twins Resurface as Spirit Medium’s Aides. The Saturday Herald.
Harare Mambos. (1980). Mbuya Nehanda [Song].
Haviland, W. A. (1990) Cultural Anthropology (6th Ed). Holt, Rinehart & Winston.
Hodza, A. C & Fortune, G. (1979). Shona Praise Poetry. Clarendon Press.
Hodza, A. C & Mutswairo, S. (1982). Mbuya Nehanda: Mweya weRusununguko [Motion picture]. Ministry of Education and Culture.
Hove, C. (1988). Bones. Baobab Books.
Martin, D & Johnson, P. (1981). The Struggle for Zimbabwe: The Chimurenga War. Zimbabwe Publishing House.
MSBC TV. 1998. Nhaka Yedu.
Mudenge, S. I. G. (1988). A Political History of the Munhumutapa, c 1400 – 1902. Zimbabwe Publishing House, 1988.
Mugabe, R. G. (2001). Inside the Third Chimurenga. Department of Information and Publicity.
Musiyiwa, M. (2022). A Nation Burdened by an Unappeased Ngozi? A ‘Folk’ Cultural Perspective on Zimbabwe’s Stagnation. In O. Nyambi, T. Mangena & G. Ncube (Eds.), Cultures of Change in Contemporary Zimbabwe: Socio-Political Transition From Mugabe to Mnangagwa (pp. 202-216). Routledge.
Musiyiwa, M. (2016). Shona as a Land-Based Nature-Culture: A Study of the (Re)Construction of Shona Land Mythology in Popular Songs. In F. F. Moolla (Ed.), African Nature Cultures: Ecocriticism and Animal Studies in Contemporary Cultural Forms (pp. 49-76). Wits University Press.
Musiyiwa, M. (2011). Gender, Ritual, and Politics in Shona Brother-Sister Narratives. Sankofa: A Journal of African Children’s and Young Adult Literature, 10, 16-23.
Musara. E. N. (2008). Kutongwa KwaNehanda Nyakasikana. Priority Publishing.
Mutasa, N. (1991). Misodzi, Dikita neRopa. Mambo Press.
Mutasa, N. (1990). Nhume yaMambo. Mambo Press.
Mutswairo, S. (1988). Mweya waNehanda. Mambo Press.
Mutswairo, S. (1956), Feso. Oxford University Press.
Ngugi wa Thiongo. (1993). Moving the Centre: The Struggle for Cultural Freedoms. James Currey.
Okpehwo, I. (1992). African Oral Literature: Backgrounds, Character, and Continuity. Indiana University Press.
Ranger, T. (1967). Revolt in Southern Rhodesia, 1896-7: A Study in African Resistance. Heinemann.
Samupindi, C. (1990). Death Throes. Mambo Press.
Sayce, K. (1989). Tabex Encyclopedia of Zimbabwe. Quest Publishing.
Schimdt, E. (1992). Peasants, Traders, and Wives: Shona Women in the History of Zimbabwe, 1870-1939. James Currey.
Sibanda, D. (2004). Zimbabwe Stone Sculpture: A Retrospective, 1957 – 2004. Weaver Press.
Shumba, T. (Ed.). (1983). Nehanda Nyakasikana: Mhiramudzimu dzavaShona. Mambo Press.
Sweetman, D. (1984). Women Leaders in African History. Heinemann Educational Books.
Tredgold, M. H. (2001). The First Ones: Nehanda and Chaminuka. Mambo Press.
Vera, Y. (1993). Nehanda. Baobab Books.
ZANLA Choir. (1976). Tora gidi uzvitonge (Song).
https://uzvitonge/www.bing.com/videos/riverview/relatedvideo?q=tora+gidi+uzvitonge+zanla+choir+youtube+video&&mid=39D357B35419EE37E23139D357B35419EE37E231&churl=https%3a%2f%2fwww.youtube.com%2fchannel%2fUCEqHW6JydUR6a1NagUYEXVA&FORM=VAMGZC
Downloads
Published
How to Cite
Issue
Section
License
Copyright (c) 2026 NJINGA&SEPÉ: Revista Internacional de Culturas, Línguas Africanas e Brasileiras

This work is licensed under a Creative Commons Attribution-NonCommercial-NoDerivatives 4.0 International License.
Authors who publish in this journal agree to the following terms:
Authors maintain copyright and grant the journal the right to first publication, the work being simultaneously licensed under the Creative Commons Attribution License, which allows the sharing of the work with recognition of the authorship of the work and initial publication in this magazine.
Authors are authorized to assume additional contracts separately, for non-exclusive distribution of the version of the work published in this journal (eg, publishing in institutional repository or as a book chapter), with acknowledgment of authorship and initial publication in this journal.
Authors are permitted and encouraged to publish and distribute their work online (eg in institutional repositories or on their personal page) at any point before or during the editorial process, as this can generate productive changes, as well as increase impact and citation of the published work (See The Effect of Open Access).